Jeremiah 51:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicatoŋga Beri paBabironi, ndicaɓuɗisa mumuromo make caakaŋga amedza, marudzi aʋanhu haacazoʋaŋgiri kwariri; ɀirokwaɀo ruȿiŋgo rwaBabironi rucawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndicharanga Bheri muBhabhironi ndigomuita kuti asvipe zvaakanga amedza. Ndudzi hadzichazomhanyiri kwaari. Uye rusvingo rweBhabhironi ruchawa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye ndicharangawo Bheru Mwari wavo, muBhabhironi. Ndichamurutsisa zvose zvaakamedza. Marudzi haasi kuzodiranazve kwaari rusvingo rweBhabhironi rwapazika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichatonga Bheri paBhabhironi, ndichabudisa mumuromo make chaakanga amedza, marudzi avanhu haachazovangiri kwariri; zvirokwazvo rusvingo rwaBhabhironi ruchawa.
Shona 2009?
Ndichatonga Bheri paBhabhironi, ndichabudisa mumuromo make chaakanga amedza, marudzi avanhu haachazovangiri kwariri; zvirokwazvo rusvingo rwaBhabhironi ruchawa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichatonga Bheri paBhabhironi, ndichabudisa mumuromo make chaakanga amedza, marudzi avanhu haachazovangiri kwariri; zvirokwazvo rusvingo rwaBhabhironi ruchawa.