Jeremiah 51:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo tarirai, mazuʋa anoʋuya andicatoŋga mifananidzo yakaʋezwa yaBabironi; nyika yaro yose icanyadziswa, ʋakaʋurawa ʋaro ʋose ʋacawira pasi mukati maro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvirokwazvo nguva ichasvika yandichatonga zvifananidzo zveBhabhironi; nyika yaro yose ichanyadziswa, uye vakaurayiwa varo vachawira pasi vose mukati maro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo, chinzwa, mazuva ari kuuya andicharanga nawo zvifananidzo zvokunamata zveBhabhironi. Nyika yayo yose ichanyadziswa Vose vanenge vaurayiwa vachati rakata mukati mayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo tarirai, mazuva anouya andichatonga mifananidzo yakavezwa yaBhabhironi; nyika yaro yose ichanyadziswa, vakaurawa varo vose vachawira pasi mukati maro.
Shona 2009?
Naizvozvo tarirai, mazuva anouya andichatonga mifananidzo yakavezwa yaBhabhironi; nyika yaro yose ichanyadziswa, vakaurawa varo vose vachawira pasi mukati maro.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo tarirai, mazuva anouya andichatonga mifananidzo yakavezwa yaBhabhironi; nyika yaro yose ichanyadziswa, vakaurayiwa varo vose vachawira pasi mukati maro.