Jeremiah 51:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi ʋakaʋurawa ʋaIsraeri, Babironi rinofanira kuwa ʋo, seɀakawira pasi paBabironi ʋakaʋurawa ʋenyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Bhabhironi rinofanira kuwa nokuda kwavakaurayiwa vaIsraeri, sezvakaita vakaurayiwa venyika yose vakawa nokuda kweBhabhironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Bhabhironi inofanira kuti iparadzwewo pamusana pavaIsiraeri vakaurayiwa, sokuti Bhabhironi yakaparadzawo vanhu vakaurayiwa vepasi pose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi vakaurawa vaIsiraeri, Bhabhironi rinofanira kuwawo, sezvakawira pasi paBhabhironi vakaurawa venyika yose.
Shona 2009?
Vakaurawa valsiraeri, Bhabhironi rinofanira kuwawo, sezvakawira pasi paBhabhironi vakaurawa venyika yose.
Shona SUB 2002 Bible
Imi vakaurayiwa VaIsiraeri, Bhabhironi rinofanira kuwawo, sezvakawira pasi paBhabhironi vakaurayiwa venyika yose.