Jeremiah 51:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Israeri naJuda haʋana‐kurashwa naMŋari waʋo, naJehova wehondo, kunyaŋge nyika yaʋo izere nemhoȿa pamberi poMutȿene waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Israeri neJudha havana kuraswa naMwari wavo, iye Jehovha Wamasimba Ose, kunyange nyika yavo yakazara nemhaka pamberi poMutsvene waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vokwaIsiraeri nevokwaJudha havana kubva vafuratirwa naMwari wavo, iye Tenzi wehondo nehondo. Asi nyika yevaKaridhea yakati pamu pamu kuzara nemhosva dzavakatadzira Mutsvene weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Isiraeri naJudha havana kurashwa naMwari wavo, naJehovha wehondo, kunyange nyika yavo izere nemhosva pamberi poMutsvene waIsiraeri.
Shona 2009?
Nokuti Isiraeri naJudha havana kurashwa naMwari wavo, naJehovha wehondo, kunyange nyika yavo izere nemhosva pamberi poMutsvene waIs iraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Isiraeri naJudha havana kurashwa naMwari wavo, naJehovha wehondo, kunyangwe nyika yavo izere nemhosva pamberi poMutsvene waIsiraeri.