Jeremiah 51:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti muparadzi waȿika kwariri, iko Babironi, mhare dzaro dzakundwa, ʋuta bgaʋo bgavuniwa‐vuniwa; nokuti Jehova ndiMŋari wokutsiʋa, ucaripidzira ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muparadzi achauya kuzorwisa Bhabhironi; varwi varo vachabatwa, uye uta hwavo huchavhunwa. Nokuti Jehovha ndiMwari wokutsiva; achatsiva zvizere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mharadzi yaivinga yasvikira iyo Bhabhironi. Varwi vayo vehondo vatapwa, uta hwavo hwatyorwa-tyorwa nokuti Tenzi, ndiMwari anotsiva achanyatsotsividza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti muparadzi wasvika kwariri, iko Bhabhironi, mhare dzaro dzakundwa, huta hwavo hwavhuniwa-vhuniwa; nokuti Jehovha ndiMwari wokutsiva, ucharipidzira zvirokwazvo.
Shona 2009?
"Nokuti muparadzi wasvika kwariri, iko Bhabhironi, mhare dzaro dzakundwa, huta hwavo hwavhuniwa-vhuniwa; nokuti Jehovha ndiMwari wokutsiva, ucharipidzira zvirokwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti muparadzi wasvika kwariri, iko Bhabhironi, mhare dzaro dzakundwa, huta hwavo hwavhuniwa–vhuniwa; nokuti Jehovha ndiMwari wokutsiva, ucharipidzira zvirokwazvo.