Jeremiah 51:59 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiro shoko, rakarairwa Seraia mŋanakomana waNeria, mŋanakomana waMaseia, nomuprofita Jeremia, ŋguʋa yaakaenda Babironi naZedekia mambo waJuda negore recinna rokuɓata kwake ʋushe. Ɀino Seraia wakaŋga ari murairi mukuru parwendo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iri ndiro shoko rakapiwa naJeremia kumuchinda Seraya mwanakomana waNeria, mwanakomana waMaseya, paakaenda kuBhabhironi naZedhekia mambo weJudha mugore rechina rokutonga kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvakarongwa nomuporofita Jeremiya kuti zviitwe naSeraya mwanakomana waNeriya vokwaMahiseya pavakaenda kuBhabhironi naZedhekiya mambo wokwaJudha mugore rake rokutonga rechina. Seraya akanga ari jinda racho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndiro shoko, rakarairwa Seraia mwanakomana waNeria, mwanakomana waMaseia, nomuporofita Jeremiya, nguva yaakaenda Bhabhironi naZedhekia mambo waJudha negore rechina rokubata kwake ushe. Zvino Seraia wakanga ari murairi mukuru parwendo.
Shona 2009?
"Ndiro shoko, rakarairwa Seraia mwanakomana waNeria, mwanakomana waMaseia, nomuporofita Jeremiya, nguva yaakaenda Bhabhironi naZedhekia mambo waJudha negore rechina rokubata kwake ushe. Zvino Seraia wakanga ari murairi mukuru parwendo.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndiro shoko, rakarairwa Seraia mwanakomana waNeria, mwanakomana waMaseia, nomuporofita Jeremiya, nguva yaakaenda Bhabhironi naZedhekiya mambo waJudha negore rechina rokubata kwake ushe. Zvino Seraia wakanga ari murairi mukuru parwendo.