Jeremiah 51:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tizai mubve mukati meBabironi, mumŋe nomumŋe aponese ʋupenyu bgake; regai kuparadzwa mukati meɀakaipa ɀaro, nokuti iŋguʋa yokutsiʋa kwaJehova, iye ucariripidzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tizai mubve muBhabhironi! Mhanyai noupenyu hwenyu! Regai kuparadzwa nokuda kwezvivi zvaro. Inguva yokutsiva kwaJehovha; iye achariripira zvarinokodzera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tizai mukati meBhabhironi regai munhu wose azviponese upenyu. Regai kutsakatiswawo mukurangwa kwayo nokuti iyi ndiyo nguva yokutsividza kwaTenzi achiiwanisa zvakakodzeranawo nayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tizai mubve mukati meBhabhironi, mumwe nomumwe aponese hupenyu hwake; regai kuparadzwa mukati mezvakaipa zvaro, nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha, iye uchariripidzira.
Shona 2009?
"Tizai mubve mukati meBhabhironi, mumwe nomumwe aponese hupenyu hwake; regai kuparadzwa mukati mezvakaipa zvaro, nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha, iye uchariripidzira.
Shona SUB 2002 Bible
“Tizai mubve mukati meBhabhironi, mumwe nomumwe aponese upenyu hwake; regai kuparadzwa mukati mezvakaipa zvaro, nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha, iye uchariripidzira.