Jeremiah 51:61 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jeremia akati kunaSeraia: Kana waȿika Babironi raŋgarira kuti uraʋe mashoko awa ose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuna Seraya, “Paunosvika kuBhabhironi, uone kuti waverenga mashoko ose aya uchidanidzirisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akati kuna Seraya, “Ukange wazosvika kuBhabhironi, uone kuti mashoko ose iwaya waaverenga uti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jeremiya akati kuna Seraia, ‘Kana wasvika Bhabhironi rangarira kuti urave mashoko awa ose.’
Shona 2009?
Jeremiya akati kuna Seraia, `Kana wasvika Bhabhironi rangarira kuti urave mashoko awa ose.'
Shona SUB 2002 Bible
Jeremiya akati kuna Seraia, ‘Kana wasvika Bhabhironi rangarira kuti urave mashoko awa ose.’