Jeremiah 51:64 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uciti: Saiɀoɀo Babironi ricanyura, hariŋgazoɓuɗi ɀe, nokuɗa kweɀakaipa ɀandicaʋuyisa pamsoro paro; ʋacaneta. Ndi’po panoguma mashoko aJeremia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo uti, ‘Saizvozvo Bhabhironi richanyura rikasazomukazve nokuda kwenjodzi yandichauyisa pamusoro paro. Uye vanhu varo vachawa.’ ” Mashoko aJeremia anogumira pano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
utaure uchiti, ‘Ndiko kunyura kuchaitawo Bhabhironi ikoku risingazodzumbunukizve zvichikonzerwa nenyatwa dzandichaiunzira.’ ” Apa ndipo paperera mazwi aJeremiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uchiti, ‘Saizvozvo Bhabhironi richanyura, haringazobudizve, nokuda kwezvakaipa zvandichauyisa pamusoro paro; vachaneta.’ ” Ndipo panoguma mashoko aJeremiya.
Shona 2009?
uchiti, `Saizvozvo Bhabhironi richanyura, haringazobudizve, nokuda kwezvakaipa zvandichauyisa pamusoro paro; vachaneta.' " Ndipo panoguma mashoko aJeremiya.
Shona SUB 2002 Bible
uchiti, ‘Saizvozvo Bhabhironi richanyura, haringazobudizve, nokuda kwezvakaipa zvandichauyisa pamusoro paro; vachaneta.’ ” Ndipo panoguma mashoko aJeremiya.