Jeremiah 51:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Baberi rakawira pasi pakarepo rikaparadzwa; wuŋgudzai pamsoro paro, torai muti webarsami kurapa kurwadziwa kwaro, ɀimŋe riŋgapora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhabhironi richawa pakarepo rigoondomoka. Ungudzai pamusoro paro! Torai muti webharisamu murape kurwadziwa kwaro, zvimwe ringaporeswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Bhabhironi yangoyerekana yati ngondo ngondo yapwanywa, ichemei! Iigirei mushonga webharumu wokuitira kurwadzwa kwayo zvimwe ingarapike.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhabhironi rakawira pasi pakarepo rikaparadzwa; wungudzai pamusoro paro, torai muti webharisami kurapa kurwadziwa kwaro, zvimwe ringapora.
Shona 2009?
Bhabhironi rakawira pasi pakarepo rikaparadzwa; wungudzai pamusoro paro, torai muti webharisami kurapa kurwadziwa kwaro, zvimwe ringapora.
Shona SUB 2002 Bible
Bhabhironi rakawira pasi pakarepo rikaparadzwa; wungudzai pamusoro paro, torai muti webharisami kurapa kurwadziwa kwaro, zvimwe ringapora.