Jeremiah 52:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zedekia wakataŋga kuɓata ʋushe aʋa namakore anamakumi maʋiri nerimŋe, akaɓata ʋushe paJerusarema makore anegumi nerimŋe; zita ramai ʋake rakaŋga riri Hamutari mukunda waJeremia weRibna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zedhekia akanga ana makore makumi maviri nerimwe paakatanga kuva mambo, uye akatonga muJerusarema kwemakore gumi nerimwe. Zita ramai vake rainzi Hamutari mwanasikana waJeremia; aibva kuRibhuna.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zedhekiya akanga ava namakore makumi maviri nerimwechete paakava mambo. Akatonga kwamakore gumi nerimwechete ari muJerusaremu. Zita raamai vake vainzi Hamutari mwanasikana waJeremiya wokuRibhuna.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zedhekia wakatanga kubata ushe ava namakore ana makumi maviri nerimwe, akabata ushe paJerusaremu makore ane gumi nerimwe; zita ramai vake rakanga riri Hamutari mukunda waJeremiya weRibhina.
Shona 2009?
Zedhekia wakatanga kubata ushe ava namakore ana makumi maviri nerimwe, akabata ushe paJerusaremu makore ane gumi nerimwe; zita ramai vake rakanga riri Hamutari mukunda waJeremiya weRibhina.
Shona SUB 2002 Bible
Zedhekiya wakatanga kubata ushe ava namakore ana makumi maviri nerimwe, akabata ushe paJerusaremu makore ane gumi nerimwe; zita ramai vake rakanga riri Hamutari mukunda waJeremiya weRibhina.