Jeremiah 52:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatumbura meso aZedekia, mambo weBabironi akamusuŋga namatare, akamuisa Babironi, akamusuŋga mutoroŋgo kuȿikira pazuʋa rokufa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akatumbura meso aZedhekia ndokumusunga namatare akamuendesa kuBhabhironi, uko kwaakamuisa mutorongo kusvikira pazuva rokufa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akasvukunura Zedhekiya maziso akamusunga nengetani. Mambo weBhabhironi akaenda naye kuBhabhironi, akamuisa mujeri kusvikira musi waakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatumbura meso aZedhekia, mambo weBhabhironi akamusunga namatare, akamuisa Bhabhironi, akamusunga mutorongo kusvikira pazuva rokufa kwake.
Shona 2009?
Akatumbura meso aZedhekia, mambo weBhabhironi akamusunga namatare, akamuisa Bhabhironi, akamusunga mutirongo kusvikira pazuva rokufa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Akatumbura meso aZedhekiya, mambo weBhabhironi akamusunga namatare, akamuisa Bhabhironi, akamusunga mutorongo kusvikira pazuva rokufa kwake.