Jeremiah 52:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Nebuzaradani mukuru waʋarindi akatapa ʋamŋe ʋarombo caiʋo ʋaʋanhu, naʋamŋe ʋanhu ʋakaŋga ʋasara muguta, naʋakaŋga ʋanyeŋgera ʋakaenda kunamambo weBabironi, naʋakaŋga ʋasara kuʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akaendesa kuutapwa vamwe vakanga vari varombo chaivo navaya vakasara muguta, pamwe chete noruzhinji rwemhizha navaya vakanga vazvipira kuna mambo weBhabhironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nebhuzaradhani mukuru wavachengetedzi vamambo akatapa vamwe vanhu varombo navamwe vose vakanga vasara mugutamo navakanga vapandukira kuna mambo weBhabhironi pamwechete navamwe vose vaive mhizha vakanga vasara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akatapa vamwe varombo chaivo vavanhu, navamwe vanhu vakanga vasara muguta, navakanga vanyengera vakaenda kuna mambo weBhabhironi, navavakanga vasara kuvazhinji.
Shona 2009?
Ipapo Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akatapa vamwe varombo chaivo vavanhu, navamwe vanhu vakanga vasara muguta, navakanga vanyengera vakaenda kuna mambo weBhabhironi, navakanga vasara kuvazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akatapa vamwe varombo chaivo vavanhu, navamwe vanhu vakanga vasara muguta, navakanga vanyengera vakaenda kuna mambo weBhabhironi, navavakanga vasara kuvazhinji.