Jeremiah 52:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana dziri mbiru, kureɓa kwembiru imŋe kwakaȿika makubiti anegumi namasere; pakuyera rwonzi rwakaȿika makubiti anegumi namaʋiri rwakarupoteredza; pakukora yakaȿika minwe minna; mukati makaŋga munemhaŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mbiru imwe neimwe yakanga ina makubhiti gumi namaserea pakureba uye makubhiti gumi namavirib pakupoterera; paukobvu imwe neimwe yaisvika minwe mina uye yaiva nemhango.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zviri zvemisimboti iya, kureba kwemusimboti mumwechete kwaiita mamita masere, ukobvu hwaro kuritenderera huchiita mamita mashanu ane chikamu chemita chinenge choda kusvitsa chikamu chapakati napakati chemita utare hwacho hwakaita mamirimita makumi manomwe namashanu kukobvuka. Rakanga riine zimhango.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana dziri mbiru, kureba kwembiru imwe kwakasvika makubhiti ane gumi namasere; pakuyera rwonzi rwakasvika makubhiti ane gumi namaviri rwakarupoteredza; pakukora yakasvika minwe mina; mukati makanga munemhango.
Shona 2009?
Zvino kana dziri mbiru, kureba kwembiru imwe kwakasvika makubhiti ane gumi namasere; pakuyera rwonzi rwakasvika makubhiti ane gumi namaviri rwakarupoteredza; pakukora yakasvika mimwe mina; mukati makanga munemhango.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana dziri mbiru, kureba kwembiru imwe kwakasvika makubhiti ane gumi namasere; pakuyera tambo yakasvika makubhiti ane gumi namaviri rwakarupoteredza; pakukora yakasvika minwe mina; mukati makanga mune mhango.