Jeremiah 52:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamatiʋi pakaŋga panamatamba makumi mapfumbamŋe namatanhatu; matamba ose akaȿika zana paneɀakarukwa pamatiʋi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakanga pane matamba makumi mapfumbamwe namatanhatu kumativi; uwandu hwamatamba aiva pamusoro pezvakarukwa zvakanga zvakapoteredzwa hwaiva zana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapomegiraneti aiva kumativi ainge ari makumi mapfumbamwe namatanhatu. Ose pamwechete, mapomegiraneti akakanga akarukirirwa, akatenderera, aiva zana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamativi pakanga pana matamba makumi mapfumbamwe namatanhatu; matamba ose akasvika zana pane zvakarukwa pamativi ose.
Shona 2009?
Pamativi pakanga pana matamba makumi mapfumbamwe namatanhatu, matamba ose akasvika zana pane zvakarukwa pamativi ose.
Shona SUB 2002 Bible
Pamativi pakanga pana matamba makumi mapfumbamwe namatanhatu; matamba ose akasvika zana pane zvakarukwa pamativi ose.