Jeremiah 52:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋanhu ʋakatapxa naNebukadrezari; negore recinomŋe ʋaJuda ʋaneɀuru ɀitatu namakumi maʋiri naʋatatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uhu ndihwo uwandu hwavanhu vakatorwa naNebhukadhinezari achienda navo kuutapwa: mugore rechinomwe, zviuru zvitatu zvina makumi maviri navatatu, zvavaJudha;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uhu ndihwo uwandi hwavanhu vakatakurwa naNebhukadhireza mugore rechinomwe kuutapwa. Vaiva vari vaJudha zviuru zvitatu zvina makumi maviri navatatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vanhu vakatapwa naNebhukadhirezari; negore rechinomwe vaJudha vane zviuru zvitatu namakumi maviri navatatu;
Shona 2009?
Ndivo vanhu vakatapwa naNebhukadhirezari; negore rechinomwe vaJudha vane zviuru zvitatu namakumi maviri navatatu;
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vanhu vakatapwa naNebhukadhineza; negore rechinomwe vaJudha vane zviuru zvitatu namakumi maviri navatatu;