Jeremiah 52:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iɀoɀo ɀakaitirwa Jerusarema naJuda nokuɗa kwokutsamŋa kwaJehova, kuȿikira aʋarashira kure kwaari; Zedekia akamukira mambo weBabironi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvakaitika kuJerusarema neJudha nokuda kwehasha dzaJehovha, uye pakupedzisira akavabvisa pamberi pake. Zvino Zedhekia akamukira mambo weBhabhironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakazosvitsa chaipo pokuti Tenzi aite izvi zvakadai zvokubvisa Jerusaremu nenyika yevokwaJudha pameso pake, pamusana pokushatirwa kwaakanga aita. Zedhekiya akazopandukira mambo weBhabhironi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti izvozvo zvakaitirwa Jerusaremu naJudha nokuda kwokutsamwa kwaJehovha, kusvikira avarashira kure kwaari; Zedhikia akamukira mambo weBhabhironi.
Shona 2009?
Nokuti izvozvo zvakaitirwa Jerusaremu naJudha nokuda kokutsamwa kwaJehovha, kusvikira avarashira kure kwaari; Zedhikia akamukira mambo weBhabhironi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti izvozvo zvakaitirwa Jerusaremu naJudha nokuda kwokutsamwa kwaJehovha, kusvikira avarashira kure kwaari; Zedhikia akamukira mambo weBhabhironi.