Jeremiah 52:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi hondo yaʋaKardea yakateʋera mambo, ʋakaɓata Zedekia pamapani eJeriko, hondo yake yose ikapararira ikabva kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi hondo yavaBhabhironi yakatevera Mambo Zedhekia vakamubata mumapani eJeriko. Varwi vake vose vakaparadzaniswa naye ndokupararira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hondo yavaKaridhea yakaronda mambo ikabatira Zedhekiya kumapani okuJeriko. Hondo yake yose yakamudzvamuka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi hondo yavaKaradhea yakatevera mambo, vakabata Zedhekia pamapani eJeriko, hondo yake yose ikapararira ikabva kwaari.
Shona 2009?
Asi hondo yavaKaradhea yakatevera mambo, vakabata Zedhekia pamapani eJeriko, hondo yake yose ikapararira ikabva kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Asi hondo yavaKaradhia yakatevera mambo, vakabata Zedhekiya pamapani eJeriko, hondo yake yose ikapararira ikabva kwaari.