Jeremiah 6:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzimba dzaʋo dzicapiwa ʋamŋe, minda yaʋo pamŋe cete naʋakadzi ʋaʋo; nokuti ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu pamsoro paʋagere panyika — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimba dzavo dzichapiwa vamwe, vakadzi vavo pamwe chete neminda yavo navakadzi vavo, pandichatambanudza ruoko rwangu pamusoro pavagere panyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Misha yavo ichava yavamwe pamwechete neminda yavo namadzimai avo nokuti ini noruoko rwangu ndichasumudza shamhu yokuranga vagari venyika ino, ndizvo zviri kutaura Tenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzimba dzavo dzichapiwa vamwe, minda yavo pamwechete navakadzi vavo; nokuti ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pavagere panyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Dzimba dzavo dzichapiwa vamwe, minda yavo pamwechete navakadzi vavo; nokuti ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pavagere panyika," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Dzimba dzavo dzichapiwa vamwe, minda yavo pamwechete navakadzi vavo; nokuti ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pavagere panyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha.