Jeremiah 6:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kubva kuʋaɗuku pakati paʋo kuȿikira kuʋakuru pakati paʋo mumŋe nomumŋe unokarira fuma; ʋuye kubva kuʋaprofita kuȿikira kuʋaprista mumŋe nomumŋe unoita nokunyeŋgera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kubva kumudiki kusvikira kuvakuru, vose vanokarira pfuma; vaprofita navaprista zvimwe chetezvo, vose vanoita zvokunyengera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kubvira kumudiki kusvikira kumukuru wacho chaiye, munhu wose ano makaro okuwana zvinhu nenzira isina kururama, kubvira kumuporofita kusvikira kumupristi munhu wose ari kungoita zvounyengedzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kubva kuvaduku pakati pavo kusvikira kuvakuru pakati pavo mumwe nomumwe unokarira pfuma; uye kubva kuvaporofita kusvikira kuvapristi mumwe nomumwe unoita nokunyengera.
Shona 2009?
Nokuti kubva kuvaduku pakati pavo kusvikira kuvakuru pakati pavo mumwe nomumwe unokarira fuma; uye kubva kuvaporofita kusvikira kuvaprista mumwe nomumwe unoita nokunyengera.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kubva kuvaduku pakati pavo kusvikira kuvakuru pakati pavo mumwe nomumwe unokarira pfuma; uye kubva kuvaporofita kusvikira kuvapristi mumwe nomumwe unoita nokunyengera.