Jeremiah 6:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Mirai panzira, muʋone; bvunzai nzira dzakare, kuti nzira yakanaka ndeipi; mufambe mairi, mugowanira mŋeya yenyu zororo; asi ʋakati: Hatiɗi kufamba mairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Mirai pamharadzano dzenzira muone; mubvunze nzira dzekare, mubvunze kune nzira yakanaka, mugofamba mairi, ipapo muchawana zororo romweya yenyu. Asi imi makati, ‘Hatizofambi mairi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, “Mirai pamhararano munyatsotarisa, mubvunzisise nezvenzira dzakare kuti gwara rakanaka nderipi mufambe naro muzviwanire zororo.” Asi ivo vakatoti, “Hatidi kufamba mariri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, “Mirai panzira, muwone; bvunzai nzira dzakare, kuti nzira yakanaka ndeipi; mufambe mairi, mugowanira mweya yenyu zoro;” asi vakati, “Hatidi kufamba mairi.”
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, "Mirai panzira, muwone; bvunzai nzira dzakare, kuti nzira yakanaka ndeipi; mufambe mairi, mugowanira mweya yenyu zoro;" asi vakati, "Hatidi kufamba mairi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, “Mirai panzira, muwone; bvunzai nzira dzakare, kuti nzira yakanaka ndeipi; mufambe mairi, mugowanira mweya yenyu zoro;” asi vakati, “Hatidi kufamba mairi.”