Jeremiah 6:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo inzwai, imi marudzi, newe ʋuŋgano, muziʋe ɀiri pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo inzwai, imi Israeri, nemi zvapupu, cherechedzai zvichaitika kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saka zvino chinzwai munzwe imi ndudzi dzavanhu, imi gungano ravanhu muzive zvinhu zvichavawira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo inzwai, imi marudzi, newe ungano, muzive zviri pakati pavo.
Shona 2009?
Naizvozvo inzwai, imwi marudzi, newe ungano, muzive zviri pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo inzwai, imi marudzi, newe ungano, muzive zviri pakati pavo.