Jeremiah 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicabvisa mukunda weZioni, iye wakanaka, unoʋuneŋgwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadza mwanasikana weZioni, akanakisa uye anoyevedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta reJerusaremu, mukunda weZiyoni kunyange rakanaka zvaro kudaro ndichariparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichabvisa mukunda weZioni, iye wakanaka, uno nengwe.
Shona 2009?
Ndichabvisa mukunda weZiyoni, iye wakanaka, unovunengwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichabvisa mukunda weZioni, iye wakanaka, uno nengwe.