Jeremiah 6:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova: Tarirai, ndicaisira ʋanhu aʋa ɀigumbuso, madziɓaɓa naʋanakomana ʋaʋo ʋacagumbuswa naɀo pamŋe cete; munhu neshamŋari yake ʋacaparara pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Ndichaisa zvipinganidzo pamberi pavanhu ava. Madzibaba navanakomana vachagumburwa nazvo pamwe chete, vavakidzani neshamwari vachaparara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka zvanzi naTenzi, chinzwa, ndava kuisira vanhu ava zvinhu zvokuvagumbura zvichavagumbura, madzibabawo pamwechete navakomana, vachaparara muvakidzani neshamwari vachaparara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Tarirai, ndichaisira vanhu ava zvigumbuso, madzibaba navanakomana vavo vachagumbuswa nazvo pamwechete; munhu neshamwari yake vachaparara pamwechete.’ ”
Shona 2009?
Naizvozvo zvanzi naJehovha, `Tarirai, ndichaisira vanhu ava zvigumbuso, madzibaba navanakomana vavo vachagumbuswa nazvo pamwechete; munhu neshamwari yake vachaparara pamwechete.' "
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Tarirai, ndichaisira vanhu ava zvigumbuso, madzibaba navanakomana vavo vachagumbuswa nazvo pamwechete; munhu neshamwari yake vachaparara pamwechete.’ ”