Jeremiah 6:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Tarirai, ʋanhu ʋacabva kunyika yokumsoro, rudzi rukuru rucamutswa, rucibva kumigumo yenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Tarirai, hondo iri kuuya kubva kunyika yokumusoro; rudzi rukuru rwuri kumutswa kubva kumigumo yenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, “Chinzwa, kune vanhu vari kuuya vachibva kunyika yokuchamhembe, rudzi rukuru rwavanhu rwuri kuzhandanuka ruchibva kure kwakaperera nyika chaiko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, “Tarirai, vanhu vachabva kunyika yokumusoro, rudzi rukuru ruchamutswa, ruchibva kumigumo yenyika.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, "Tarirai, vanhu vachabva kunyika yokumusoro, rudzi rukuru ruchamutswa, ruchibva kumigumo yenyika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, “Tarirai, vanhu vachabva kunyika yokumusoro, rudzi rukuru ruchamutswa, ruchibva kumigumo yenyika.