Jeremiah 6:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takanzwa guhu raɀo, maʋoko eɗu oshaiwa simba, taɓatwa nokutambudzika, nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takanzwa guhu ravo, uye maoko edu oshayiwa simba. Tabatwa nokurwadziwa, kurwadziwa kwakaita sokwomukadzi ari kusununguka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Takanzwa runyerekupe rwazvo, maoko edu akabva arengenduka, takarwadziwa isu namarwadzo anenge omukadzi ari kusununguka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takanzwa guhu razvo, maoko edu oshaiwa simba, tabatwa nokutambudzika, nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka.
Shona 2009?
Takanzwa guhu razvo, maoko edu oshaiwa simba, tabatwa nokutambudzika, nokurwadziwa sokomukadzi unosurumuka,
Shona SUB 2002 Bible
Takanzwa guhu razvo, maoko edu oshaiwa simba, tabatwa nokutambudzika, nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka.