Jeremiah 6:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kuɓuɗira kuɓundo, kana kufamba nenzira; nokuti munondo womuʋeŋgi neɀinotyisa ɀiri kumatiʋi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kuenda kumunda, kana kufamba mumigwagwa, nokuti muvengi ano munondo, uye kumativi ose kune zvinotyisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai kupinda mumunda kana kufamba pamugwagwa nokuti muvengi ane bakatwa, zvinotyisa zvapoteredza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kubudira kubundo, kana kufamba nenzira; nokuti munondo womuvengi nezvinotyisa zviri kumativi ose.
Shona 2009?
Regai kubudira kubundo, kana kufamba nenzira; nokuti munondo womuvengi nezvinotyisa zviri kumativi ose.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kubudira kubundo, kana kufamba nenzira; nokuti munondo womuvengi nezvinotyisa zviri kumativi ose.