Jeremiah 6:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋafudzi ʋacaenda kwariri ʋanamapoka aʋo; ʋacaridzikira matente aʋo kumatiʋi ose, mumŋe nomumŋe ucafura panɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vafudzi namapoka amakwai avo vachauya kwaari; vachadzika matende avo vakamukomba, mumwe nomumwe achifudza chikamu chake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vafudzi namatanga ezvipfuwo zvavo, vachadzika misasa yavo yematendhe vakarikomberana mumwe nomumwe achifudzira zvake pachindima chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vafudzi vachaenda kwariri vana mapoka avo; vacharidzikira matende avo kumativi ose, mumwe nomumwe uchafura panzvimbo yake.
Shona 2009?
Vafudzi vachaenda kwariri vana mapoka avo; vacharidzikira matende avo kumativi ose, mumwe nomumwe uchafura panzvimbo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Vafudzi vachaenda kwariri vana mapoka avo; vacharidzikira matende avo kumativi ose, mumwe nomumwe uchafura panzvimbo yake.