Jeremiah 6:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tenda kuraŋgwa, iwe Jerusarema, kuti mŋeya waŋgu urege kuparadzana newe, ndirege kukuita ɗoŋgo, nyika isiŋgagari ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwa yambiro, iwe Jerusarema, kuti ndisakufuratira ndikaita nyika yako dongo, kuti isava nomunhu angagara mairi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe Jerusaremu uchinzwawo! Ndingadaro ndikachekana ukama newe ndinokusiya wangova nzvimbo chete, nyika isina ageremo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tenda kurangwa, iwe Jerusaremu, kuti mweya wangu urege kuparadzana newe, ndirege kukuita dongo, nyika isingagari vanhu.”
Shona 2009?
Tenda kurangwa, iwe Jerusaremu, kuti mweya wangu urege kuparadzana newe, ndirege kukuita dongo, nyika isingagari vanhu."
Shona SUB 2002 Bible
Tenda kurangwa, iwe Jerusaremu, kuti mweya wangu urege kuparadzana newe, ndirege kukuita dongo, nyika isingagari vanhu.”