Jeremiah 7:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndokuzoʋuya momira pamberi paŋgu muimba ino, panoɗanwa zita raŋgu, muciti: Tasunuŋgurwa; kuti mugoita iɀi ɀose ɀinonyaŋgadza here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndokuzouya zvino momira pamberi pangu muimba ino, iyo ine Zita rangu, muchiti, “Takasungunurwa,” makasunungurwa kuti muite izvi zvose zvinonyangadza here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pedzepo mouya kuzomira pandiri muimba ino, imba inodaidzwa nezita rangu muchitoti zvenyu, ‘Takaponeswa isu,’ imi muchingoenderera mberi chete kuita zvinondisemesa zvose izvi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndokuzouya momira pamberi pangu muimba ino, panodanwa zita rangu, muchiti, ‘Tasunungurwa;’ kuti mugoita izvi zvose zvinonyangadza here?
Shona 2009?
ndokuzouya momira pamberi pangu muimba ino, panodamwa zita rangu, muchiti, `Tasunungurwa;' kuti mugoita izvi zvose zvinonyangadza here?
Shona SUB 2002 Bible
ndokuzouya momira pamberi pangu muimba ino, panodanwa zita rangu, muchiti, ‘Tasunungurwa;’ kuti mugoita izvi zvose zvinonyangadza here?