Jeremiah 7:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo iwe cirega kunyeŋgeterera ʋanhu aʋa, usaɗanidzira nokunyeŋgetera nokuɗa kwaʋo, kana kuʋakumbirira kwandiri; nokuti handiŋgakunzwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo iwe chirega kunyengeterera vanhu ava kana kupa chikumbiro chipi zvacho kana kuvareverera; usavakumbirira kwandiri, nokuti handingakunzwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe rega kunamatira vanhu ivava kana kuvaisira chichemo kana munamato. Usavateterere kwandiri nokuti handimbokuteerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo iwe chirega kunyengeterera vanhu ava, usadanidzira nokunyengetera nokuda kwavo, kana kuvakumbira kwandiri; nokuti handingakunzwi.
Shona 2009?
"Naizvozvo iwe chirega kunyengeterera vanhu ava, usadanidzira nokunyengetera nokuda kwavo, kana kuvakumbira kwandiri; nokuti handingakunzwi.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo iwe chirega kunyengeterera vanhu ava, usadanidzira nokunyengetera nokuda kwavo, kana kuvakumbira kwandiri; nokuti handingakunzwi.