Jeremiah 7:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋanoʋuŋganidza huni, madziɓaɓa ndokuɓatidza mŋoto, ʋakadzi ʋanokanya ʋupfu kuti ʋaɓikire ʋahosi ʋokuɗeŋga ɀiŋgwa, ʋuye kuti ʋaɗirire ʋamŋe ʋamŋari ɀipiriso ɀinoɗururwa, kuti ʋanditsamŋise.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vanounganidza huni, madzibaba ndokubatidza moto, uye madzimai anokanya furawu ndokuitira Mambokadzi woKudenga makeke echingwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana ndivo vokutsvaga huni madzibaba acho achikuhwidza moto madzimai varivo vokukanya mukanyiwa wokubikisa zvingwa zvokupira kuna vahosi vamambo wedenga. Vanotoita mipiro yokuteura kune vamwe vamwari kuti vandishatirise.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vanounganidza huni, madzibaba ndokubatidza moto, vakadzi vanokanya hupfu kuti vabikire vahosi vokudenga zvingwa, uye kuti vadirire vamwe vamwari zvipiriso zvinodururwa, kuti vanditsamwise.
Shona 2009?
Vana vanounganidza huni, madzibaba ndokubatidza moto, vakadzi vanokanya hupfu kuti vabikire vahosi vokudenga zvingwa, uye kuti vadirire vamwe vamwari zvipiriso zvinodururwa, kuti vanditsamwise.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vanounganidza huni, madzibaba ndokubatidza moto, vakadzi vanokanya hupfu kuti vabikire vahosi vokudenga zvingwa, uye kuti vadirire vamwe vamwari zvipiriso zvinodururwa, kuti vanditsamwise.