Jeremiah 7:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti handina‐kutaura namadziɓaɓa enyu, kana kuʋaraira paŋguʋa yandakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita pamsoro peɀipiriso ɀinopiswa kana ɀiɓayiro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti pandakabudisa madzitateguru enyu kubva muIjipiti ndikataura navo, handina kungovapa mirayiro pamusoro pezvipiriso zvinopiswa nezvibayiro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechokuti musi wandakavaburitsa munyika yeIjipiti, handina ini kutaurira madzitateguru enyu kana kuvapa somurao nezvemipiro yokupisa kana nezvezvibayiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti handina kutaura namadzibaba enyu, kana kuvaraira panguva yandakavabudisa panyika yeIjipiti pamusoro pezvipiriso zvinopiswa kana zvibayiro;
Shona 2009?
Nokuti handina kutaura namadzibaba enyu, kana kuvaraira panguva yandakavabudisa panyika yeIjipiti pamusoro pezvipiriso zvinopiswa kana zvibayiro;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti handina kutaura namadzibaba enyu, kana kuvaraira panguva yandakavabudisa panyika yeIjipiti pamusoro pezvipiriso zvinopiswa kana zvibairo;