Jeremiah 7:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubvira pazuʋa rokuɓuɗa kwamadziɓaɓa enyu munyika yeEgipita, kuȿikira pazuʋa ranhasi, ndakakutumirai ʋaranda ʋaŋgu ʋose ʋaprofita, ndicifumira maŋgwanani zuʋa rimŋe nerimŋe ndiciʋatuma;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubvira panguva yakabuda madzitateguru enyu muIjipiti kusvikira zvino, zuva nezuva, ndakatuma varanda vangu vaprofita ndavatumazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira zuva rakabuda madzitateguru enyu munyika yeIjipiti kusvikira pari nhasi, ndanga ndichingovatumira varanda vangu vose vaporofita mangwana mangwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubvira pazuva rokubuda kwamadzibaba enyu munyika yeIjipiti, kusvikira pazuva ranhasi, ndakakutumirai varanda vangu vose vaporofita, ndichifumira mangwanani zuva rimwe nerimwe ndichivatuma;
Shona 2009?
Kubvira pazuva rokubuda kwamadzibaba enyu munyika yeIjipiti, kusvikira pazuva ranhasi, ndakakutumirai varanda vangu vose vaporofita, ndichifumira mangwanani zuva rimwe nerimwe ndichivatuma;
Shona SUB 2002 Bible
Kubvira pazuva rokubuda kwamadzibaba enyu munyika yeIjipiti, kusvikira pazuva ranhasi, ndakakutumirai varanda vangu vose vaporofita, ndichifumira mangwanani zuva rimwe nerimwe ndichivatuma;