Jeremiah 7:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunyaŋge ɀakaɗaro, haʋana‐kunditerera, kana kurerekera nzeʋe dzaʋo, asi ʋakawomesa mitsipa yaʋo; ʋakaita ɀakaipa kukunda madziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi havana kunditeerera kana kuita hanya. Vaiva nemitsipa mikukutu uye vakaita zvakaipa kupfuura madzitateguru avo.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi havana kumbonditeerera kana kurerekera nzeve dzavo. Vakatoomesa musoro vakatoita zvakaipa kupinda madzibaba avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kunyange zvakadaro, havana kunditerera, kana kurerekera nzeve dzavo, asi vakaomesa mitsipa yavo; vakaita zvakaipa kukunda madzibaba avo.
Shona 2009?
kunyange zvakadaro, havana kunditeerera, kana kurerekera nzeve dzavo, asi vakaomesa mitsipa yavo; vakaita zvakaipa kukunda madzibaba avo.
Shona SUB 2002 Bible
kunyangwe zvakadaro, havana kunditeerera, kana kurerekera nzeve dzavo, asi vakaomesa mitsipa yavo; vakaita zvakaipa kukunda madzibaba avo.