Jeremiah 7:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋana ʋaJuda ʋakaita ɀakaipa pamberi paŋgu, ʋakaisa ɀinonyaŋgadza ɀaʋo muimba pakaɗanwa zita raŋgu, kuti ʋaiȿiɓise — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Vanhu veJudha vakaita zvakaipa pamberi pangu, ndizvo zvinotaura Jehovha. Vakamisa zvifananidzo zvavo zvinonyangadza mumba yakapiwa Zita rangu vakaisvibisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chiripo ndechokuti, vokwaJudha vakaita zvakaipa mumaziso mangu, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Vakaisa zvinosemesa mumba inodaidzwa nezita rangu kuin'oresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti vana vaJudha vakaita zvakaipa pamberi pangu, vakaisa zvinonyangadza zvavo muimba pakadanwa zita rangu, kuti vaisvibise ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Nokuti vana vaJudha vakaita zvakaipa pamberi pangu, vakaisa zvinonyangadza zvavo muimba pakadamwa zita rangu, kuti vaisvibise ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti vana vaJudha vakaita zvakaipa pamberi pangu, vakaisa zvinonyangadza zvavo muimba pakadanwa zita rangu, kuti vaisvibise ndizvo zvinotaura Jehovha.