Jeremiah 7:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova: Tarirai, mazuʋa anoʋuya, aʋasiŋgazopaidzi Tofeti, kana mupata womŋanakomana waHinomi, asi Mupata wokuʋuraya; nokuti ʋacaʋiga ʋakafa paTofeti, nokuti kucashaikwa imŋe nɀimbo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka chenjerai, mazuva anouya, ndizvo zvinotaura Jehovha, apo vanhu vasingazopadaidzi kuti Tofeti kana Mupata waBheni Hinomi, asi Mupata woKuurayiwa kwaVanhu, nokuti vachaviga vakafa muTofeti kusvikira pasisina nzvimbo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo, chinzwa, zvanzi naTenzi kuchasvika mazuva aisiri kuzombonzizve kuBisiro kana kunzi kuBani reMwanakomana wokwaHinomu. Asi kuchatonzi kuBani rokuDeurirwa ropa, nokuti vachatoviga vanhu kuBisiro ikoko pamusana pokuti kumwe kose kuchange kusisina nzvimbo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Tarirai, mazuva anouya, avasingazopaidzi Tofeti, kana mupata womwanakomana waHinomi, asi Mupata wokuuraya; nokuti vachaviga vakafa paTofeti, nokuti kuchashaikwa imwe nzvimbo.’
Shona 2009?
Naizvozvo zvanzi naJehovha, `Tarirai, mazuva anouya, avasingazopaidzi Tofeti, kana mupata womwanakomana waHinomi, asi Mupata wokuuraya; nokuti vachaviga vakafa paTofeti, nokuti kuchashaikwa imwe nzvimbo.'
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Tarirai, mazuva anouya, avasingazopaidzi Tofeti, kana mupata womwanakomana waHinomu, asi Mupata wokuuraya; nokuti vachaviga vakafa paTofeti, nokuti kuchashaikwa imwe nzvimbo.’