Jeremiah 7:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaʋimba namashoko enhema, anoti: Iɀeɀi itembere yaJehova, tembere yaJehova, tembere yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musavimba namashoko anonyengedza muchiti, “Iyi ndiyo temberi yaJehovha, temberi yaJehovha, temberi yaJehovha!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai kuvimba namazwi aya anonyengedza muchingoti, ‘Iyi iTemberi yaTenzi, Temberi yaTenzi, Temberi yaTenzi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musavimba namashoko enhema, ‘Izvezvi itemberi yaJehovha, temberi yaJehovha, temberi yaJehovha.’
Shona 2009?
Musavimba namashoko enhema, `Izvezvi itemberi yaJehovha, temberi yaJehovha, temberi yaJehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
Musavimba namashoko enhema, ‘Izvezvi itemberi yaJehovha, temberi yaJehovha, temberi yaJehovha.’