Jeremiah 7:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana musiŋgamanikidzi mutorwa, nenherera, necirikadzi, mukasateʋura ropa risinemhoȿa panɀimbo ino, nokusateʋera ʋamŋe ʋamŋari, ʋanokuisai panjodzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana mukasamanikidza vatorwa, nenherera kana chirikadzi uye mukasateura ropa risina mhosva panzvimbo ino, uye kana mukasatevera vamwe vamwari muchizvipinza munjodzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mukaregawo kudzvanyirira muuyi kana nherera kana chirikadzi, kana zvokudeura ropa romunhu asina mhosva munzvimbo ino, uyewo kana mukakanda pasi zvokuteveredzana navamwe vamwari zvinokupinzai munhamo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana musingamanikidzi mutorwa, nenherera, nechirikadzi, mukasateura ropa risina mhosva panzvimbo ino, nokusatevera vamwe vamwari, vanokuisai panjodzi;
Shona 2009?
"Kana musingamanikidzi mutorwa, nenherera, nechirikadzi, mukasateura ropa risina mhosva panzvimbo ino, nokusatevera vamwe vamwari, vanokuisai panjodzi;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana musingamanikidzi mutorwa, nenherera, nechirikadzi, mukasateura ropa risina mhosva panzvimbo ino, nokusatevera vamwe vamwari, vanokuisai panjodzi;