Jeremiah 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muŋgaɓa, nokuʋuraya, nokuita ʋupombge, nokupika nhema, nokupisira Baari ɀinonhuwira, nokuteʋera ʋamŋe ʋapirwa ʋamakaŋga musiŋgaziʋi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mungaba nokuuraya, nokuita upombwe nokupika nhema, muchipisira zvinonhuwira kuna Bhaari nokutevera vamwe vamwari vamusina kumboziva,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mungati here imi maba, mauraya munhu, maita upombwe, mapika zvenhema, mapisira rusenzi kuna Bhaari matevedza vamwe vamwari vamusingazivi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mungaba, nokuuraya, nokuita hupombwe, nokupika nhema, nokupisira Bhaari zvinonhuwira, nokutevera vamwe vapirwa vamakanga musingazivi,
Shona 2009?
Mungaba, nokuuraya, nokuita hupombwe, nokupika nhema, nokupisira Bhaari zvinonhuhwira, nokutevera vamwe vapirwa vamakanga musingazivi,
Shona SUB 2002 Bible
Mungaba, nokuuraya, nokuita hupombwe, nokupika nhema, nokupisira Bhaari zvinonhuwira, nokutevera vamwe vapirwa vamakanga musingazivi,