Jeremiah 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ʋakanyadziswa ŋguʋa yaʋakaita ɀinonyaŋgadza here? Kwete, haʋana‐kutoŋgonyara, ʋakakoniwa kuceneruka; naiɀoɀo ʋacawa pakati paʋanowa; paŋguʋa yokurobga kwaʋo ʋacagumburwa — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, vanonyadziswa netsika dzavo dzinonyangadza here? Kwete, havana kana nyadzi zvachose havambozivi kuti zvinonyadzisa sei. Saka vachawa pakati pavakawa; vachaderedzwa pavacharangwa, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havaifanira kunyara here pavakaita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi? Kwete havana kana kumbonyara. Havazivi kuti kunonyarwa sei. Naizvozvo vachafawo panofira vamwe panguva yandichavaranga ndipo pazvichavaperera, ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ko vakanyadziswa nguva yavakaita zvinonyangadza here? Kwete, havana kutongonyara, vakakoniwa kucheneruka; naizvozvo vachawa pakati pavanowa; panguva yokurohwa kwavo vachagumburwa ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Ko vakanyadziswa nguva yavakaita zvinonyangadza here? Kwete, havana kutongonyara, vakakoniwa kucheneruka; naizvozvo vachawa pakati pavanowa; panguva yokurohwa kwavo vachagumburwa ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Ko vakanyadziswa nguva yavakaita zvinonyangadza here? Kwete, havana kutongonyara, vakakoniwa kucheneruka; naizvozvo vachawa pakati pavanowa; panguva yokurohwa kwavo vachagumburwa ndizvo zvinotaura Jehovha.