Jeremiah 8:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinogarireiko pasi? Ʋuŋganai, tipinde mumaguta akakomberedzwa, tifire’po; nokuti Jehova Mŋari weɗu wakatiʋuraya, akatipa mvura inoʋuraya kuti tiinwe; nokuti takatadzira Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, takagarireiko pano? Unganai pamwe chete! Ngatitizirei kumaguta akakomberedzwa tindofira ikoko! Nokuti Jehovha Mwari wedu atitongera kufa, nokuti akatipa mvura ino muchetura kuti tinwe, nokuti takamutadzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Torambirei takati teshe kugara? Ngatiunganei pamwechete tindopinda mumaguta etsvingo tindopararira imomo zvedu nokuti Tenzi, Mwari wedu atitemera kuparara uye atipa mvura ine chepfu kuti tinwe nokuti isu takatadzira Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tinogarireiko pasi? Unganai, tipinde mumaguta akakomberedzwa, tifirepo; nokuti Jehovha Mwari wedu wakatiuraya, akatipa mvura inouraya kuti tiinwe; nokuti takatadzira Jehovha.
Shona 2009?
"Tinogarireiko pasi? Unganai, tipinde mumaguta akakomberedzwa, tifirepo; nokuti Jehovha Mwari wedu wakatiuraya, akatipa mvura inouraya kuti tiimwe; nokuti takatadzira Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Tinogarireiko pasi? Unganai, tipinde mumaguta akakomberedzwa, tifirepo; nokuti Jehovha Mwari wedu wakatiuraya, akatipa mvura inouraya kuti tiinwe; nokuti takatadzira Jehovha.