Jeremiah 8:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tarirai, ndicatuma pakati penyu nyoka nemvumbi, dzicaramba kuroyiwa; dzicakurumai — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarirai ndichatumira nyoka dzino uturu pakati penyu, mvumbi dzicharamba kuimbirwa, uye dzichakurumai,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti ndava kutuma nyoka mukati menyu, zviva chaizvo zvisina kana mapipi angazvidzivise izvozvo ndizvo zvichakukoborai.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti tarirai, ndichatuma pakati penyu nyoka nemvumbi, dzicharamba kuroyiwa; dzichakurumai,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Nokuti tarirai, ndichatuma pakati penyu nyoka nemvumbi, dzicharamba kuroyiwa; dzichakurumai," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti tarirai, ndichatuma pakati penyu nyoka nemvumbi, dzicharamba kuroyiwa; dzichakurumai,” ndizvo zvinotaura Jehovha.