Jeremiah 8:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ɗai ndaigona haŋgu kuɀinyaradza pakucema kwaŋgu! Mŋoyo waŋgu waziya mukati maŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, Munyaradzi wangu, pakuchema kwangu, mwoyo wangu woziya mukati mangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kurwadziwa mwoyo kwangu hakuna angakunyaradze mukati mangu, mwoyo wangu warwadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, dai ndaigona hangu kuzvinyaradza pakuchema kwangu! Mwoyo wangu waziya mukati mangu.
Shona 2009?
Haiwa, dai ndaigona hangu kuzvinyaradza pakuchema kwangu! moyo wangu waziya mukati mangu.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, dai ndaigona hangu kuzvinyaradza pakuchema kwangu! Mwoyo wangu waziya mukati mangu.