Jeremiah 8:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuceka kwapera, zhezha rapfuʋura, asi tigere kuponeswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kucheka kwapfuura, zhizha rapera, asi tigere kuponeswa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kukohwa kwakapfuura, mwaka wezhizha wakatopfuura asi hatina kuponeswa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kucheka kwapera, zhizha rapfuura, asi tigere kuponeswa.”
Shona 2009?
"kukohwa kwapera, munakamwe wapfuura, asi tigere kuponeswa."
Shona SUB 2002 Bible
“Kucheka kwapera, zhizha rapfuura, asi tigere kuponeswa.”