Jeremiah 8:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndinokuʋadzwa nokuɗa kwokukuʋadzwa kwomukunda waʋanhu ʋaŋgu; ndinocema, ndaɓatwa nokuvunduswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo vanhu vangu vapwanyiwa, neniwo ndapwanyiwa; ndiri kuchema, uye ndiri kutya zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechokuti ronda remwanasikana wangu, ronda raivo vanhu vangu ava randirwadza mwoyo. Ndiri kuchema nhamo ini, zvandishayisa chokuita!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndinokuvadzwa nokuda kwokukuvadzwa kwomukunda wavanhu vangu; ndinochema, ndabatwa nokuvhunduswa.
Shona 2009?
ini ndinokuvadzwa nokuda kokukuvadzwa komukunda wavanhu vangu; ndinochema, ndabatwa nokuvhunduswa.
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndinokuvadzwa nokuda kwokukuvadzwa kwomukunda wavanhu vangu; ndinochema, ndabatwa nokuvhunduswa.