Jeremiah 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino unofanira kuti kwaʋari: Ɀanzi naJehova: Ko ʋanhu ʋaŋgawa, ʋakasazomuka ɀe here? Munhu uŋgatsauka, akasazodzoka here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha: Vanhu pavanowira pasi, havamukizve here? Munhu akange ambotsauka, haadzokizve here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unofanira kuvataurira kuti, zvanzi naTenzi, “Vanhu pavanoputsika, havasumukezve here? Ko kana munhu atsauka mugwara haadzokezve here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino unofanira kuti kwavari, “Zvanzi naJehovha, ‘Ko vanhu vangawa, vakasazomukazve here? Munhu ungatsauka, akasazodzoka here?’
Shona 2009?
Zvino unofanira kuti kwavari, "Zvanzi naJehovha, `Ko vanhu vangawa, vakasazomukazve here? Munhu ungatsauka, akasazodzoka here?'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino unofanira kuti kwavari, “Zvanzi naJehovha, ‘Ko vanhu vangawa, vakasazomukazve here? Munhu ungatsauka, akasazodzoka here?’