Jeremiah 8:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu aʋa ʋeJerusarema ʋakadzokereiko nokudzokera kusiŋgatoŋgoperi? Ʋanonamatira kunyeŋgera, ʋanoramba kudzoka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino nemhaka yei ava vadzokera shure? Nemhaka yei Jerusarema richingogara richitsauka? Vanobatirira pakunyengera, vanoramba kudzoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko vanhu ava vadarirei kubva varamba vakatsauka zvokupanduka kudai? Vanobatisisa kune zvounyengedzi vachiramba kudzoka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu ava veJerusaremu vakadzokereiko nokudzokera kusingatongoperi? Vanonamatira kunyengera, vanoramba kudzoka.
Shona 2009?
Zvino vanhu ava veJerusaremu vakadzokereiko nokudzokera kusingatongoperi? Vanonamatira kunyengera, vanoramba kudzoka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu ava veJerusaremu vakadzokereiko nokudzokera kusingatongoperi? Vanonamatira kunyengera, vanoramba kudzoka.