Jeremiah 9:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaita Jerusarema mirwi yamabge, panogara makaʋa; namaguta aJuda ndicaaita matoŋgo, asina‐unogara’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita Jerusarema murwi wedongo, panogara makava; uye ndichaparadza maguta eJudha, kuti kurege kuva nomunhu anogarako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichaita kuti guta reJerusaremu rive murwi zvawo wamatongo, nzvimbo inorara makava. Ndichaita kuti maguta okwaJudha asare ava magutawo asina ageremo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaita Jerusaremu mirwi yamabwe, panogara makava; namaguta aJudha ndichaaita matongo, asina unogaramo.”
Shona 2009?
Ndichaita Jerusaremu mirwi yamabwe, panogara makava; namaguta aJudha ndichaaita matongo, asina unogaramo."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaita Jerusaremu mirwi yamabwe, panogara makava; namaguta aJudha ndichaaita matongo, asina unogaramo.”