Jeremiah 9:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakati: Ɀaʋakarasha murairo waŋgu wandakaisa pamberi paʋo, ʋakasaterera inzwi raŋgu, nokufamba naɀo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati, “Nemhaka yokuti vakasiya murayiro wangu, wandakaisa pamberi pavo; havana kunditeerera kana kutevera murayiro wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Tenzi anoti, “Chikonzero chacho ndechokuti vanhu ava vakafuratira mutemo wangu wandakavapa uye vakarega kuteerera izwi rangu kana kuritevedza zvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wakati, “Zvavakarasha murayiro wangu wandakaisa pamberi pavo, vakasaterera inzwi rangu, nokufamba nazvo,
Shona 2009?
Jehovha wakati, "Zvavakarasha murayiro wangu wandakaisa pamberi pavo, vakasateerera inzwi rangu, nokufamba nazvo,
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati, “Zvavakarasha murairo wangu wandakaisa pamberi pavo, vakasateerera izwi rangu, nokufamba nazvo,